Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mhemba imhando yevhu rakacheneruka, rinodzuriswa mukati mechidziro cheimba.
(manje) Nhengo.

Mhemba mukomana anowanzo-pfeka nhumbi dzakanaka chaizvo uye dzakachena.
Kana munhu achinzi imhemba anenge ari munhu anonzwisisa asinganetsani navanhu.

(manje) Mhemba munhurume, zvikuru asati aroora, asingawanzodi zvokutsamwisana nevanhu.
Mhemba mukomana anowanzo-pfeka nhumbi dzakanaka chaizvo uye dzakachena.
Kana munhu achinzi imhemba anenge ari munhu anonzwisisa asinganetsani navanhu.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhembere
Mhembere imhepo inobva kuchamhembe ichienda kumaodzanyemba.
VerengaSwipe for the next word