KwaunobvaDuramazwiMmhedzisiro

Duramazwi · zita

mhedzisiro

consequence · outcome · result · resulting

magumisirogumisidzomhedzisomavambo

Zvinoreva

Mhedzisiro maperero kana kumagumo kwenyaya. Mhedzisiro yokudanana kwavo yakazoita muchato,

1

Mhedzisiro maperero kana kumagumo kwenyaya. Mhedzisiro yokudanana kwavo yakazoita muchato,

Batakue vaingo tuzura vachishaya kuti voitanga sei nyaya yacho mhedzisiro vakazobatwa nehope.

Vaidaro vachifara havo naBaTakue mhedzisiro ave kufoira.

Iyi mhedzisiro yacho yaigona kuzongopedzisira yaruma vanhu kana kumedza chaiko nekuti makuriro ayo aive asingaite.

Zvakafanana

magumisiro · gumisidzo · mhedziso

Zvakasiyana

mavambo

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word