KwaunobvaDuramazwiMmhedziso

Duramazwi · zita

mhedziso

conclusion · absolute · conclusions

1

Pakunyora rondedzero kana zvimwewo mhedziso indima yokupedzisira inowanzopa napaduku zvanga zvichitaurwa nezvazvo muchinyorwa.

Heuno muenzaniso wemhedziso 'Chinokanganwa idemo, muti wakatemwa haukanganwi.

2

3

Zvine chekuita

mhedzisiro

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhemba

Mhemba imhando yevhu rakacheneruka, rinodzuriswa mukati mechidziro cheimba.

Verenga

Swipe for the next word