KwaunobvaDuramazwiMmavambo

Zvinoreva

Mavambo ndepanotangira zvinhu.

1

Mavambo ndepanotangira zvinhu.

Ndakazozvionera namaziso kubasa kwangu uko kuti hazvina kusiyana, ndiwo mavambo ayo AIDS iwawo.

Mhuri ndiwo mavambo eraramo yeupenyu hwavanhu.

Romoromo mavambo ezvinhu zvinenge zvisingazonakiri vanhu mberi.

Zvakafanana

mabviro · munyuko · mabviriro

Zvakasiyana

magumo

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mavambwa

Mavambwa idoro riri padanho rokutanga pakubikwa.

Verenga

Swipe for the next word