Duramazwi
Zvinoreva
Kutangisa kuita chimwe chinhu changa chisina kumboitwa. Gana ndiyo nyika yavatema yakatangisa kuzvitonga muAfrica.
1
Kutangisa kuita chimwe chinhu changa chisina kumboitwa. Gana ndiyo nyika yavatema yakatangisa kuzvitonga muAfrica.
Iri ndiro raiva zuva rake rokutangisa kuona musuo weninga.
Nhaurwa inotangisa nokucherechedza huvepo hwevanhu vauya pagungano iri zvichienderana noukuru hwavo.
Kana munhu ari kufamba rwendo achiti asimuka anenge atangisa rwendo urwu.
2
Kutangisa kusimudzira kuita zvinhu zvamanga mambomira.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tanguri
Tanguri indima inogurirwa munhu kuti arime.
VerengaSwipe for the next word