Duramazwi
Zvinoreva
Mabviriro matangiro anoita zvinhu. Mabviriro ekuba ruchiva.
1

Mabviriro maitiro anoita munhu kana achibva pane vanhu. Mabviriro aakaita pabhawa aiva ekunzvenga, nekuti aisada kutenga hwahwa.
2

Zvakafanana
mviromviro · mavambo · bviro · mabviro
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03Mabviro
etymology
VerengaSwipe for the next word