Duramazwi · zita
mabvazuva
east
Duramazwi · zita
east
Mabvazuva idivi rinobuda naro zuva mangwanani.
Mabvazuva idivi rinobuda naro zuva mangwanani.
Mabvazuva idivi rinobuda naro zuva mangwanani.
Mutauro unotaurwa nevanhu vekuChamhembe neMabvazuva kweZimbabwe (Shangani language).
Kurudyi kudivi kunenge kuri kumabvazuva kana munhu akatarisa kuchamhembe.
Duramazwi
01 / 03mabvi
knees
VerengaSwipe for the next word