KwaunobvaDuramazwiMmadokero

Zvinoreva

Madokero idivi rinonyurira zuva.

1

Madokero idivi rinonyurira zuva.

Unhu hwavana hwava kunyanya kuipiswa netsika dzemamwe marudzi zvikurusa vekumadokero.

Munhu ave kutokwanisa kuita hurukuro nehama dziri kumhiri kwenyika dzamadokero chaiko.

Kuruboshwe kudivi kunenge kuri kumadokero kana munhu akatarisa kuchamhembe.

Zvakafanana

mavirira · mabvazuva

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

madokono

Madokono maitiro okuda kunyatsonzwa manakiro chaiwo echaunenge uchidya.

Verenga

Swipe for the next word