KwaunobvaDuramazwiKkumadokero

Duramazwi · zita

kumadokero

northwest · southwest · west · western

Zvinoreva

Uku kurutivi rwenyika kunovira nezuva.

1

Uku kurutivi rwenyika kunovira nezuva.

Kuruboshwe kudivi kunenge kuri kumadokero kana munhu akatarisa kuchamhembe.

Dunhu inzvimbo iri kumabudazuva, kumadokero, kumao-dzanyemba kana kuchamhembe kwenyika kana kwepasi rese.

Unhu hwavana hwava kunyanya kuipiswa netsika dzemamwe marudzi zvikurusa vekumadokero.

2

Uku kurutivi rwenyika rwepasi rose dzinonzi ndidzo dzakabudirira kupinda dzimwe nyika. Nyika dzekumadokero dzakabudirira zvekuti munyaya dzeutano idzi.

Zvakasiyana

kumabvazuva

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word