Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mavirira idivi rekunonyura nako zuva.
1
Mavirira idivi rekunonyura nako zuva.
Mavirira idivi rekunonyura nako zuva.
Zvimba idunhu idunhu riri kumavirira eHarare rina Ishe anonzi Zvimba.
ChiNambiya mutauro wevaNambiya avo vakawandira kumatunhu ari nechokumavirira kwakadziva kuChamhembe kwenyika yeZimbabwe.
Zvakafanana
madokero · uvirira · mavirazuva
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mavitamini
vitamins
VerengaSwipe for the next word