KwaunobvaDuramazwiKkuma

Duramazwi

kuma

-n'anza-o-mba-kumura

Zvinoreva

Kukuma kuchema kunoita mombe.

Kukuma kucheka ganda remuti rinobva urimbo, nokuchingidzira kuti urimbo hudonhere mumudziyo.

1

Kukuma kuchema kunoita mombe.

Kuma nheru Dee na Tizirai vakauya vakabata kahuku netumavhegi.

Vamhofu vakazosvika Kuparerenyatwa Kuma late.

Mafidyongo ndezvekudya zvakawanda zvakabikwa zvakanaka. Tichamboenda kuma mafidyongo kwamai Muchadei.

2

Kana munhu akanzi akuma anenge ataura mashoko echokwadi anonzwikwa nevose vanenge vakaterera.

3

Kukuma kucheka ganda remuti rinobva urimbo, nokuchingidzira kuti urimbo hudonhere mumudziyo.

Kuma nheru Dee na Tizirai vakauya vakabata kahuku netumavhegi.

Vamhofu vakazosvika Kuparerenyatwa Kuma late.

Mafidyongo ndezvekudya zvakawanda zvakabikwa zvakanaka. Tichamboenda kuma mafidyongo kwamai Muchadei.

Zvakafanana

-n'anza · -o-mba · -kumura

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word