Duramazwi · zita
mabvi
knees
Duramazwi · zita
knees
Mabvakure.
Mabvakure.
Vamwe vana vamazuvano ndivo vava kungomhoresa vakuru vakamira kuita kunge mabvi avo ane minzwa.
Kuita mutonono kugonyesa mabvi, sezvinoita mukuwasha paanenge achiombera ambuya.
Mini ihembe pfupi yechikadzi isingadariki mabvi zvekuti inosiya zvidya panze.
Duramazwi
01 / 03mabvinziswa
Munhu ane mabvinziswa ndeane-nge achiti kana akapfurira imba inosara ichidonha mvura mukati.
VerengaSwipe for the next word