KwaunobvaDuramazwiMmabvanzu

Duramazwi · zita

mabvanzu

Zvinoreva

Mabvanzu zvidimbu zvidimbu zvezvinhu zvavhunwa zvinenge zvaunganidzwa pamwe chete.

1

Mabvanzu makwikwi anoitwa pasina anofungidzirwa kuti ndiye achakunda vamwe.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word