Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iri izwi rokuti bura rinenge raiswa muuzhinji.
1
Iri izwi rokuti bura rinenge raiswa muuzhinji.
Mabura imhuka yakafanana negwereveshe, inowanzowanikwa mumakomo.
Mbuya vangu vanovhara fimbi yavo yemabura nebwe rewendefa.
Dikisa rutanda rwakatesvera mberi runoshandiswa kuchera zvinhu zvakaita semabura anenge asarira pasi panguva yokukohwa.
2
Mabura imhuka yakafanana negwereveshe, inowanzowanikwa mumakomo.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03maburo
Maburo chinwiwa chinobikwa nemvura nemumera zvakafashaidzwa.
VerengaSwipe for the next word