KwaunobvaDuramazwiMmabota

Duramazwi · zita

mabota

Zvinoreva

Mabota upfu hunosanganiswa nemvura, hwokwatiswa, zvochizodirwa mudoro pakukumira.

1

Mabota upfu hunosanganiswa nemvura, hwokwatiswa, zvochizodirwa mudoro pakukumira.

Mabota upfu hunosanganiswa nemvura, hwokwatiswa, zvochizodirwa mudoro pakukumira.

Iyi imvura inobva mumuti womupani inooma kuita mabota anozodyiwa nevanhu.

Kuti nyn'ate kuita mabota mumativi kunoita sadza rambosanganiswa nemuto.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mabucha

Mabucha kusangana kwevanhu vaviri kwekubonderana.

Verenga

Swipe for the next word