Duramazwi
Mabori
eye mucus (sleep in the eyes)
Duramazwi
eye mucus (sleep in the eyes)
uchisvibisa maoko kana rurimi.
Mabori itsvina inobuda mumaziso kana munhu akavata.
uchisvibisa maoko kana rurimi.
Apo vainge vaziya nenzara vanga vadyaira kumba kwavo kwavaimukira kunwa tea hobvu mabori nembovha zvisingazivane kumeso.
Mwana akamuka ane mabori mumaziso ake mangwanani.
Mabori itsvina inobuda mumaziso kana munhu akavata.
Apo vainge vaziya nenzara vanga vadyaira kumba kwavo kwavaimukira kunwa tea hobvu mabori nembovha zvisingazivane kumeso.
Mwana akamuka ane mabori mumaziso ake mangwanani.
Mabori itsvina inobuda mumaziso kana munhu akavata.
chibhereko · chihingi · hurubheri · mangava · maranga · ma-
Duramazwi
01 / 03maboshwe
Maboshwe munhu anoshandisa ruoko rweruboshwe, pachinzvimbo cherudyi, pakuita zvinhu zvakasiyana-siyana. zvakaita sekunyora kana kubika.
VerengaSwipe for the next word