KwaunobvaDuramazwiMmabvakure

Duramazwi · zita

mabvakure

Zvinoreva

Mabvakure vanhu vanobva kune dzimwe nzvimbo kana nyika dziri kunze kweyenyu.

1

Mabvakure vanhu vanobva kune dzimwe nzvimbo kana nyika dziri kunze kweyenyu.

Mabvakure vanhu vanobva kune dzimwe nzvimbo kana nyika dziri kunze kweyenyu.

Dzviti murwi wehondo yemabvakure inouya kuzokurwisai nokupamba.

Zvakafanana

mabvi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mabvanzu

Mabvanzu zvidimbu zvidimbu zvezvinhu zvavhunwa zvinenge zvaunganidzwa pamwe chete.

Verenga

Swipe for the next word