KwaunobvaDuramazwiMmabvuche

Duramazwi · zita

mabvuche

zimwaya lamabwerekeshe

Zvinoreva

Mabvuche munhu asingagoni kuvanza zvaanenge audzwa, chero zvakakosha sei.

Mabvuche chidyiwa kana chinwiwa chisinganyanyi kunaka.

1

2

Zvine chekuita

zimwaya la · mabwerekeshe

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mabvumaudzi

Mabvumaudzi mazwi anonzikwa kure kure.

Verenga

Swipe for the next word