Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu ane mabvumwa anenge achinzi ane ruoko rwakanaka rwekukurisa zvinhu zvakaita semaruva kana manhanga.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mabvure
Mabvure munhu anongara achingoreva nhema nguva dzose.
VerengaSwipe for the next word