Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kupindirana kunoita mazwi.
1
Kupindirana kunoita mazwi.
Mabvumira kuimba kunoita vashauri nevanenge vachivadavira kana kubvumira mazwi avo achipindirana.
Mabvumira kupindirana kunoita mazwi edetembo.
2
Mabvumira kuimba kunoita vashauri nevanenge vachivadavira kana kubvumira mazwi avo achipindirana.
3
Mabvumira kupindirana kunoita mazwi edetembo.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mabvumwa
Kana munhu ane mabvumwa anenge achinzi ane ruoko rwakanaka rwekukurisa zvinhu zvakaita semaruva kana manhanga.
VerengaSwipe for the next word