Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mhembwana mwana wemhembwe.
1
Mhembwana mwana wemhembwe.
Mhembwana chirwere chemakumbo, chinoita kuti makumbo atetepe munhu atadze kufamba.
2
Mhembwana chirwere chemakumbo, chinoita kuti makumbo atetepe munhu atadze kufamba.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhembwe
Mhembwe imhuka yemusango yakafanana nembudzi inowanzofamba usiku.
VerengaSwipe for the next word