Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu munhu ane urema hwemakumbo hunokonzerwa nezvirwere zvakaita seporiyo kana mwana asina kuzvidzivirirwa paudiki hwake.
1
Uyu munhu ane urema hwemakumbo hunokonzerwa nezvirwere zvakaita seporiyo kana mwana asina kuzvidzivirirwa paudiki hwake.
Poriyo mushonga unobaiwa vana senzira yokuvharidzira chirwere chemhetamakumbo. Onai kuti mwana wenyu abaiwa poriyo nengva kwayo.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhete
necklace
VerengaSwipe for the next word