KwaunobvaDuramazwiRremadza

Duramazwi

remadza

paralyze

-regerera

Zvinoreva

Kuremadza kukonzera kuti munhu ave chirema.

1

Kuremadza kukonzera kuti munhu ave chirema.

Kana ukaposa munhu unenge wamuremadza kana kumukuvadza uchishandisa mushonga wekuromba.

Kuremadza munhu kumuregera achingoita zvaanoda usingamudzori.

Chitimbo kuratidza ushingi paunenge watarisana nenjodzi inotyisa zvikuru, inogona kukuremadza kana kukuuraya.

2

Kuremadza munhu kumuregera achingoita zvaanoda usingamudzori.

Zvakafanana

-regerera

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

remafuta akawandisa

cholesterol

Verenga

Swipe for the next word