KwaunobvaDuramazwiRrekodhi

Duramazwi · zita

rekodhi

record

Zvinoreva

Rekodhi idendenedzwa rakadhindirwa mimhanzi, rinoti rikatenderedzwa, mumhanzi wacho wonzikwa.

1

Rekodhi rumbo rwakatapwa mazwi nemhanzi padenderedzwa kana patepu kuti muzopota muchiridza.

Rekodhi idendenedzwa rakadhindirwa mimhanzi, rinoti rikatenderedzwa, mumhanzi wacho wonzikwa.

Dambarefu ikaseti kana rekodhi ine dzimbo dzinopfura mbiri.

Zvakafanana

ndiro

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word