Duramazwi
Zvinoreva
Kubata nokuchengetedza zvinotaurwa kana kuitika.
1
Kubata nokuchengetedza zvinotaurwa kana kuitika.
Kurekodha kunyarara vanhu vachiita nyaya dzavo, iwe uchingozvinzwa kuti ugozondotaura mberi.
2
Kurekodha kunyora pasi zvaitika kuitira kuti zvigooonekwa munguva inenge ichitevera. Takarekodha uwandu hwemvura gore rino kuitira kuti tione kuti mwaka unotevera unenge wakamira sei.
Kurekodha kutapa mazwi anenge ari kuimbwa kana kutaurwa nedzangaradzimu, kuitira kuzozvinzwazve pane imwe nguva.
3
Kurekodha kunyarara vanhu vachiita nyaya dzavo, iwe uchingozvinzwa kuti ugozondotaura mberi.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rekodhi
record
VerengaSwipe for the next word