Duramazwi
Zvinoreva
Kana zvinhu zvichinzi zvanyorwa pasi zvinenge zvanyorwa asi zvachengetwa zvakasimba kuitira kuzoshandiswa mangwana.
1
Kana zvinhu zvichinzi zvanyorwa pasi zvinenge zvanyorwa asi zvachengetwa zvakasimba kuitira kuzoshandiswa mangwana.
Nhamba yapaimba ndanyora pasi,saka ndichatosvikako.
Musandityira.
Zvino nyora pasi basa reumwe neumwe wevanhu vanotevera.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyore
conveniently
VerengaSwipe for the next word