Duramazwi
nyorera
-apuraya
Duramazwi
Kana munhu achinyorera basa anenge achitumira matsamba kwakakodzera achitaridza kuti anoshuva kuzoshanda basa iroro.
Kana munhu achinyorera basa anenge achitumira matsamba kwakakodzera achitaridza kuti anoshuva kuzoshanda basa iroro.
Mumutumbi ndimo munobuda chinangwa chauri kunyorera tsamba yako.
Nharembozha inoita kuti unyorere munhu kana watadza kutaura naye asi haugoni kunyorera munhu panhare iii.
Paive nevasikana gumi vainge vanyorera basa iri.
-apuraya
Duramazwi
01 / 03nyoresa
enroll
VerengaSwipe for the next word