Duramazwi
nyore
conveniently · easier · easiest · easily · easy · readily · simple · simpler · simplicity · uncomplicated
-reruka
Duramazwi
conveniently · easier · easiest · easily · easy · readily · simple · simpler · simplicity · uncomplicated
Kana zvinhu zviri nyore zvinenge zvisinganetsi kuita.
Kana zvinhu zviri nyore zvinenge zvisinganetsi kuita.
Haisi nyore kuti munhu afunge zvakanaka panguva dzakadai.
Ipapa ndainyatsoziva kuti pamba paive pasingabudike nyore but kuti ndimubvunze kuti wabuda chirudzii kwaari inenge yatove mhosva chaiyo.
Haisi nyore kuti vanhu vapedze basa ravakaronga pasina zvinetswa kana kutadza kuwirirana pakati pevanhu.
-reruka
Duramazwi
01 / 03nyorera
Kana munhu achinyorera basa anenge achitumira matsamba kwakakodzera achitaridza kuti anoshuva kuzoshanda basa iroro.
VerengaSwipe for the next word