Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kugozha kusimudza.
Rema munhu akapusa pamusana pekuti pfungwa dzake hadzigoni kunyatsofunga zvakanaka.
Kugozha kusimudza.
Vari kukodza mombe yavari kuda kutengesa kuitira kuti igozo rema pachikero.
Rema munhu akapusa pamusana pekuti pfungwa dzake hadzigoni kunyatsofunga zvakanaka.
Kudzitsinyira kushandisa simba rose pakuita basa raka-rema rinoda kusumudza kana kusunda.
Kurema kunetsa kusimudzika kwechinhu, nokuda kweuwandu hwacho kana kukura kwachinenge chakaita.
Kana munhu achirema kutaura naye anenge achizezesa, kana kutyisa kuita nyaya.
Basa rinorema kuita ibasa rinonetsa. Bvunzo yatakanyora yairema zvikuru.
Kana munhukadzi achinzi arema anenge ava nepamuviri.
Rema munhu akapusa pamusana pekuti pfungwa dzake hadzigoni kunyatsofunga zvakanaka.
Vari kukodza mombe yavari kuda kutengesa kuitira kuti igozo rema pachikero.
Rema munhu akapusa pamusana pekuti pfungwa dzake hadzigoni kunyatsofunga zvakanaka.
Kudzitsinyira kushandisa simba rose pakuita basa raka-rema rinoda kusumudza kana kusunda.
Zvakafanana
footini · fuzha · dutuwende
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03remadza
paralyze
VerengaSwipe for the next word