Duramazwi
Zvinoreva
Kuoma kana kurwadza kwezvinhu.
1
Kuoma kana kurwadza kwezvinhu.
2
Kana chinhu chichigozha chinenge chakaoma kuchiita.
3
Kana zvoupenyu zvichinzi zviri kugozha, kunenge kuri kuitika zvinhu zvinorwadza.
Akaitirwa zvinogozha, kufirwa navana vose.
4
Kana munhu akagozha anenge asingakurumidzi kunzwisisa nekuregerera vamwe.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gozho
Mbeva hombe inogara muvhu (giant rat).
VerengaSwipe for the next word