Duramazwi
rwadza
painful · hurtful
Duramazwi
painful · hurtful
Kurwadza kusanzwa zvakanaka kunoita muviri.
Kurwadza kusanzwa zvakanaka kunoita muviri.
Zvekuti dai vakangovaona chete vaida kuvamwaya mashoko anorwadza.
Kupofumadzwa nefake love kwaaive aitwa kwakamurwadza zvisingaite.
Kana chimwe chinhu chichikurwadza unenge uchiona kuminama kwacho asi usina nzira yokuchigadzirisa.
Chinorwadza nde-chokuti kana ukasakwanisa kuratidza rupawo rwezvawabirwa mapurisa anokurambira kuti ndechako.
-dzimba · -konza
Duramazwi
01 / 03rwadzira
Rwadzira chiveve chinoita pamazino kana munhu anyanya kudya magaka kana mandimu kana zvimwewo.
VerengaSwipe for the next word