KwaunobvaDuramazwiOomarara

Duramazwi

omarara

harden · stiff · rigid

Zvinoreva

Kupapanyara.

1

Kupapanyara.

Muchecheni muti mudiki une tuminzwa twakakozva, unobereka michero inotsvukuruka uye ku-omarara kana yaibva.

Kumandana kuoma kunoita mafuta kana mvura, zvichi-omarara kana kuita tumagodo. Mafuta ehwai paakaregwa achipora, akabva amandana.

Zvingaitwe - wese anobatwa achiita zviri kunze kwemutemo ngaasungwe atongwa zvakaomarara.

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

omba

Kana shumba ichiomba inenge ichiita ruzha runotaridza kuti yakatsamwa kana kuti iri kugunun'una.

Verenga

Swipe for the next word