Tsumo · Unhu
Chirema ndechina mazano chinotamba chakazendama kumadziro.
Zvinorehwa
Munhu wose anoziva kuti ane chimwe chaanotairira pamuviri wake kana papfungwa ane maitiro ake kuti aregere kusekwa navamwe kana kukundikana paupenyu.
What it means
Everyone knows they have some flaw, in body or mind, in how they behave, so they should be careful not to be laughed at or fail in life because of it.
Word for word
A cripple is one who is clever, he dances while leaning against a wall.
Mamwe mataurirwo
Mwana wegonzo anotamba akatarisa mudenga kune mudzimu wake.
Shiri-nzvere inotamba yakaringa dendere.