Duramazwi
zvitakura
-zvisenga
Duramazwi
Kana mudzimai akazvitakura anenge ane pamuviri.
Kana mudzimai akazvitakura anenge ane pamuviri.
Hospital yainge yaiswa Maitakue naBaTakue negirls yaiva imwe chete asi Maitakue vaive kwavo vega kwevanhu vakazvitakura.
Pavakanga vava kuzvitakura vanhu vakaona VaNhengure nomukadzi wavo vakati rabada.
Mukadzi wake wanga azvitakura akafufudzika. Pamuviri pake pakafufudzika vachabva kungochata.
-zvisenga
Duramazwi
01 / 03zvitambi
stamps
VerengaSwipe for the next word