KwaunobvaDuramazwiZzvitambo

Duramazwi · zita

zvitambo

zviuyazvitambo nengomachitambo

Zvinoreva

Kana chinhu chese zvacho chikanzi zvitambo, zvinenge zvichireva kuti chakanaka zvikuru. Shamwari, apa paita zvitambo zvemusikana. Ndinototi nditaure naye chete.

1

Kana chinhu chese zvacho chikanzi zvitambo, zvinenge zvichireva kuti chakanaka zvikuru. Shamwari, apa paita zvitambo zvemusikana. Ndinototi nditaure naye chete.

Izvi ndizvo zvaizokwezva zvitambo zvemhandara.

Mafumho ndezvakaita zvitambo zvakawanda zvinowani-kwa kwokupedzisira komuswe we-n'ombe.

Rurebvu zvitambo zvinenge ndebvu, zvinobuda kumuromo wemuguri wechibage pakufurura kwacho.

Zvakafanana

zviuya · zvitambo nengoma · chitambo

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word