KwaunobvaDuramazwiTtakudza

Duramazwi

takudza

Zvinoreva

Kutsiga.

1

Kutsiga.

Kubibitsa kutakudza munhu kana chimwe chinhu zvinhu zvinorema.

Kana ukatakudza munhu unenge wamubatsira kutakura mutoro wake.

Kana ukati munhu akutakudza kambudzi kane zamu unenge uchireva kuti akupinza mudambudziko rakaoma.

2

Kana ukatakudza munhu unenge wamubatsira kutakura mutoro wake.

3

Kana ukatakudza munhu unenge waita kuti akuitire zvinhu zvakakosha zvawainga uchifanira kuita iwe. Ndasiya ndamutakudza mutoro wekunditarisira murwere wangu, ini ndichimhanya kunotenga mushonga.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

takunya

Kutakunya kurasira chinhu chinonyangadza kwakadaro, nechimuti kana negumbo.

Verenga

Swipe for the next word