KwaunobvaDuramazwiTtakatira

Duramazwi

takatira

Zvinoreva

Kuita chinhu kwenguva refu.

1

Kuita chinhu kwenguva refu.

Kutakatira kuseka kuita chikwe-e chekuti munhu anorambogedzera asisagone kumira.

Kutakatira kuchema kunoita munhu zvekuti anoramba angooma achichema asingakwanise kumira.

Kutakatira muviri kunoita munhu kazhinji nekuda kwekurwara.

2

Kutakatira kuseka kuita chikwe-e chekuti munhu anorambogedzera asisagone kumira.

3

Kutakatira kuchema kunoita munhu zvekuti anoramba angooma achichema asingakwanise kumira.

4

Kutakatira muviri kunoita munhu kazhinji nekuda kwekurwara.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

takishopu

Takishopu kachitoro kadiki kanotengeserwa zvokudya nezvimwewo, kanowanikwa pazvikoro kana padzimba.

Verenga

Swipe for the next word