KwaunobvaDuramazwiTtakarara

Duramazwi

takarara

Zvinoreva

Kuti takarara kumira munhu asingavhunduki, akamirira chero chinenge chaitika.

1

Kuti takarara kumira munhu asingavhunduki, akamirira chero chinenge chaitika.

Takarara kumunamato weusiku hwose kwaMai Matenga avo vanosimbirwa nomuviri.

Kuti takarara kumira munhu asingavhunduki, akamirira chero chinenge chaitika.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

takarasima

Kuti takarasima kuramba uchingoita basa kana zvimwewo kwenguva yakareba, uchiita sokunge hauchadi kuregera.

Verenga

Swipe for the next word