Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchitakanura chinhu unenge uchishandisa simba rakawanda kuti uchibvise pachine-nge chakabatira, kunamira kana kukochekera.
1

Kana zvinhu zvakapfekana-pfekana zvinenge zvakabatana nekumonana zvekuti zvinenge zvichinetsa kutakanura.
Kana uchitakanura chinhu unenge uchishandisa simba rakawanda kuti uchibvise pachine-nge chakabatira, kunamira kana kukochekera.
Kuti gobo kubvisa chinhu muvhu uchiita zvokuchitakanura nesimba.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03takanya
Kutakanya kuzara kwezvinhu panzvimbo. Musha waGadzanai wotakanya nevakadzi nezvifuyo.
VerengaSwipe for the next word