Duramazwi
Zvinoreva
Kutakanya kuzara kwezvinhu panzvimbo. Musha waGadzanai wotakanya nevakadzi nezvifuyo.
1
Kutakanya kuzara kwezvinhu panzvimbo. Musha waGadzanai wotakanya nevakadzi nezvifuyo.
Kuti takanya takanya kufamba kunoita honye, zvikuru dziri pachinhu chakaora.
Kuti takanya takanya kufamba kwemunhu mukobvu ane nyama dzakaregedzeka.
Kuti takanya kufamba kana kugonyana kunoita gonye.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03takanya takanya
Kuti takanya takanya kufamba kunoita honye, zvikuru dziri pachinhu chakaora.
VerengaSwipe for the next word