KwaunobvaDuramazwiTtaka

Duramazwi

taka

Zvinoreva

Kutaka kurova chimwe chinhu nedombo zvakasimba.

Kutaka kutaura zvinhu zvisiri zvechokwadi.

1

Kuti taka taka kupedza zuva kana nguva yakareba muchiita chimwe chinhu. Zuva rakati taka taka, vanhu vachipura zviyo.

Kuvanga kutaka chinhu chakaita sesanhu, badza kana zvimwewo kuti zvipinze.

Kupwanya kudzvanyirira kana kutaka chinhu kuti chiputsike, zvokuti hachizogadziriki zvakare.

2

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

taka taka

Kuti taka taka kupedza zuva kana nguva yakareba muchiita chimwe chinhu. Zuva rakati taka taka, vanhu vachipura zviyo.

Verenga

Swipe for the next word