Duramazwi
dhisiki
disk
Duramazwi
disk
Denderedzwa.
Denderedzwa.
Dhisiki ndechakatenderera, chinoridzwa chichibudisa mazwi paredhiyo.
Dhisiki ndechese chiumbwa kana chigadzirwa chakatenderera sendiro.
Dhisiki mudziyo wepakombiyuta unoshandiswa pakuchengetedza zvinhu.

01 / 03dhisiko
Dhisiko mafaro ekuti vanhu vanoenda kundotamba mimhanzi inenge ichiridzwa.
VerengaSwipe for the next word