KwaunobvaDuramazwiDdhivana

Duramazwi

dhivana

-sangana

Zvinoreva

Kana wadhivana nemumwe munhu unenge waonana naye musina kuzvironga uye musingafungiri.

1

Kana zvinhu zviviri zvadhivana zvinenge zvasanganiswa izvo zvisingafaniri, sezvakaita upfu nomunyu.

2

Zvakafanana

-sangana

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhivhaidha

Mumasvomhu, ku-dhivhaidha kupinza nhamba mune imwe uchida kuona kuti inopinda kangani mairi.

Verenga

Swipe for the next word