Duramazwi · zita
chirema
cripple
Duramazwi · zita
cripple
Munhu akaremara muviri kana nhengo.
Munhu akaremara muviri kana nhengo.
Handiti ndakakuti enda here nyangwe zvazvo ndaisazotevera asi hona wave chirema!
Chirema ndechina mazano chinotamba chakazendama kumadziro.
Chirema munhu ane dzimwe nhengo dzomuviri dzisina kuumbwa nokumira zvakaenzana.
Chirema munhu ane dzimwe nhengo dzomuviri dzisina kuumbwa nokumira zvakaenzana.
Chirema munhukadzi anenge akurirwa nenhumbu.
Duramazwi
01 / 03chiremba
pediatric
VerengaSwipe for the next word