KwaunobvaDuramazwiCchirei

Duramazwi · zita

chirei

Zvinoreva

Muchina wekutapurisa huni kana mbeu (sledge).

1

Muchina wekutapurisa huni kana mbeu (sledge).

Sengende idengu rakarukirwa pachirei, rinoshandiswa kutakura zvinhu richikwehwa nen'ombe.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word