Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nyatera.
Kuti gwada kupfugama nokukasika.
1
Nyatera.
Vanhu vekare vaishandisa mugwada wemombe kutakura zvinhu.
Kuti bvurugwada kudonhera kwechinhu pasi chobva changonyarara.
Kuti pfurugwada kugara pasi kana parukukwe zveku-zvikanda.
2
Kuti gwada kupfugama nokukasika.
Kuti bvurugwada kudonhera kwechinhu pasi chobva changonyarara.
Kuti pfurugwada kugara pasi kana parukukwe zveku-zvikanda.
Mugwada mucheka unopetwa wwaipfekwa makare, uchiita zvokuiswa napakati pamakumbo, wosungirirwa muchiuno.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwadabu
Kuti gwadabu kubvisa chidziviro chinorema chinenge chakadzivira pamudziyo kana pane imwe nzvimbo.
VerengaSwipe for the next word