Duramazwi
Zvinoreva
Kunaka kweruzivo rwemumatambudziko.
1
Kunaka kweruzivo rwemumatambudziko.
Kuti ngwachata kudonha kwemhuka kana munhu asisina simba mumuviri wose.
Kuti ngwachata ruzha runoitwa netsanga dzakaoma dzinenge dzawira pasi.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwachatidza
Kugwachatidza mudziyo kuudonhedza uchindoita ruzha pasi.
VerengaSwipe for the next word