KwaunobvaDuramazwiGgwachara [kwachara]

Duramazwi

gwachara [kwachara]

Zvinoreva

Kana mudziyo ukati gwachara unenge wadonha zvokuita ruzha.

1

Kana mudziyo ukati gwachara unenge wadonha zvokuita ruzha.

Akasaidzira svinga rehuni rikandoti *gwachara* pasi.

2

Kuti gwachara kudonha kwemunhu kwekuneta kana kushaya simba.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwacharika [-ngwacharika]

Kugwacharika kudonha zvine ruzha, sezvinoita svinga rehuni.

Verenga

Swipe for the next word