KwaunobvaDuramazwiGgwabhu

Zvinoreva

Kuti gwabhu kubvisa chivharo kana chigamba pachakanamatira pamwe panhu.

1

Kuti gwabhu kubvisa chivharo kana chigamba pachakanamatira pamwe panhu.

Chivharo chebhodhoro chakanzi gwabvu, shasha ndokutanga kunwa doro raive mukati.

Kuti gwabhu kubvisa chivharo kana chigamba pachakanamatira pamwe panhu.

Kuti gwabhu kupedza zvawanga uchiita.

2

Kuti gwabhu kupedza zvawanga uchiita.

Zvakafanana

kwetsu

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwachamuka

Gwachamuka mudziyo wesimbi une mubato, wakakombama mberi kwawo uko kwakapinza, uye unoshandiswa pakutema uswa.

Verenga

Swipe for the next word