Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kwetsu kutanga mhere neruzha rwuri pamusoro soro.
1
Kuti kwetsu kutanga mhere neruzha rwuri pamusoro soro.
Mai Mhofu vakarwadziwa zvisingaite kwave kuti mhere kwetsu yaivharira imba yose.
Vose vakaverenga maitakue vakangoti mhere kwetsu.
Achiona amai vake mwana akati mhere kwetsu kuchema iv.
2
Kuti kwetsu kubvisa chinhu chakanamatira uchiita zvokutsemura.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwetsuka
Kukwetsuka kuvhurika kwechinhu chichimanikidzirwa nechisimba.
VerengaSwipe for the next word